Genesi 47:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nokudaro Josefi akatenga nyika yose yeIjipiti ikabva yava yaFarao nokuti vaIjipiti vose vakatengesa minda yavo pamusana penzara yakanga yavabaya chaizvo nyika ndokubva yava yaFarao. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Josefa akateŋgera Farao nyika yose yeEgipita, nokuti ʋaEgipita ʋakateŋgesa mumŋe nomumŋe munda wake, nokuti nzara yakaŋga iri huru pamsoro paʋo, nyika ikaʋa yaFarao. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino Josefa akatengera Farao nyika yose yeIjipiti, nokuti vaIjipiti vakatengesa mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru pamusoro pavo, nyika ikava yaFarao. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nokudaro Josefi akatenga nyika yose yeIjipiti ikabva yava yaFarao nokuti vaIjipiti vose vakatengesa minda yavo pamusana penzara yakanga yavabaya chaizvo nyika ndokubva yava yaFarao. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Nokudaro Josefi akatenga nyika yose yeIjipiti ikabva yava yaFarao nokuti vaIjipiti vose vakatengesa minda yavo pamusana penzara yakanga yavabaya chaizvo nyika ndokubva yava yaFarao. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Saka Josefa akatengera Faro nyika yose iri muIjipiti. VaIjipita vakatengesa, mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru kwazvo. Nyika yakava yaFaro, See the chapter |