Genesi 47:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kuzoti vanhu vomuIjipiti nevemuKanani vapererwa nemari, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefi vakati, “Tipeiwo zvokudya, mari yedu yapera. Tofa here imi makatarisa?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mari yose yakati yapera munyika yeEgipita, napanyika yeKanani, ʋaEgipita ʋose ʋakaʋuya kunaJosefa, ʋakati: Tipei ɀokudya, nokuti tiŋgafa seiko pamberi penyu — Nokuti mari yapera. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Mari yose yakati yapera munyika yeIjipiti, napanyika yeKenani, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefa, vakati, “Tipei zvokudya, nokuti tingafa seiko pamberi penyu? Nokuti mari yapera.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kuzoti vanhu vomuIjipiti nevemuKanani vapererwa nemari, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefi vakati, “Tipeiwo zvokudya, mari yedu yapera. Tofa here imi makatarisa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kuzoti vanhu vomuIjipiti nevemuKanani vapererwa nemari, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefi vakati, “Tipeiwo zvokudya, mari yedu yapera. Tofa here imi makatarisa?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mari yavanhu veIjipiti nevokuKenani yakati yapera, vanhu veIjipiti yose vakauya kuna Josefa vakati, “Tipei zvokudya. Tofireiko pamberi penyu? Mari yedu yapera.” See the chapter |