Online Bible

- Advertisements -

Genesi 47:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Zvino nokutenga kwavakaita mbesanwa kudai, Josefi akakukuta mari yose yaiwanikwa muIjipiti nomuKanani achiitutira kumba kwaFarao.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Josefa akaʋuŋganidza mari yose yakaŋga iri panyika yeEgipita, napanyika yeKanani, yaʋakateŋga ɀiyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Josefa akaunganidza mari yose yakanga iri panyika yeIjipiti, napanyika yeKenani, yavakatenga zviyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Zvino nokutenga kwavakaita mbesanwa kudai, Josefi akakukuta mari yose yaiwanikwa muIjipiti nomuKanani achiitutira kumba kwaFarao.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Zvino nokutenga kwavakaita mbesanwa kudai, Josefi akakukuta mari yose yaiwanikwa muIjipiti nomuKanani achiitutira kumba kwaFarao.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Josefa akaunganidza mari yose yaiwanikwa muIjipiti neKenani yomuripo wezviyo zvavaitenga, uye akaenda nayo kumuzinda waFaro.

See the chapter Copy

Genesi 47:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements