Online Bible

- Advertisements -

Genesi 47:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Josefi akariritira baba vake navakoma vake navanhu vose vemba yababa vake nepwere dzavo achivapa zvokudya zvaikwanirana nemhuri imwe neimwe.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Josefa akaceŋgeta ɓaɓa ʋake, naʋana ʋaɓaɓa ʋake, naʋose ʋeimba yaɓaɓa ʋake, akaʋapa ɀokudya aciʋereŋga naʋana ʋaʋo ʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Josefa akachengeta baba vake, navana vababa vake, navose veimba yababa vake, akavapa zvokudya achiverenga navana vavowo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Josefi akariritira baba vake navakoma vake navanhu vose vemba yababa vake nepwere dzavo achivapa zvokudya zvaikwanirana nemhuri imwe neimwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Josefi akariritira baba vake navakoma vake navanhu vose vemba yababa vake nepwere dzavo achivapa zvokudya zvaikwanirana nemhuri imwe neimwe.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Josefa akapa baba vake namadzikoma ake navose veimba yababa vake zvokudya, zvakaenzana nouwandu hwavana vavo.

See the chapter Copy

Genesi 47:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements