Genesi 47:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Josefi akaita zvakarehwa naFarao, akapa baba vake nehama dzake pokugara munyika yeIjipiti. Akavapa matunhu akanaka kwazvo pedyo neguta rainzi Ramasesi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino Josefa akapa ɓaɓa ʋake naʋana ʋaɓaɓa ʋake pokugara, akaʋapa nɀimbo panyika yeEgipita, kuti iʋe yaʋo, pakaiȿo‐naka panyika iyo, panyika yeRamesesi, seɀaakarairwa naFarao. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Zvino Josefa akapa baba vake navana vababa vake pokugara, akavapa nzvimbo panyika yeIjipiti, kuti ive yavo, pakaisvonaka panyika iyo, panyika yeRamesesi, sezvaakarairwa naFarao. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Josefi akaita zvakarehwa naFarao, akapa baba vake nehama dzake pokugara munyika yeIjipiti. Akavapa matunhu akanaka kwazvo pedyo neguta rainzi Ramasesi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Josefi akaita zvakarehwa naFarao, akapa baba vake nehama dzake pokugara munyika yeIjipiti. Akavapa matunhu akanaka kwazvo pedyo neguta rainzi Ramasesi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Saka Josefa akagarisa baba vake namadzikoma ake munyika yeIjipiti uye akavapa nzvimbo mudunhu rakanakisisa munyika, dunhu reRamasesi, sokurayira kwaFaro. See the chapter |