Genesi 46:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino kana moɗanwa naFarao, akati: Ƃasa renyu nderei? See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Zvino kana modanwa naFarao, akati, ‘Basa renyu nderei?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Pamunodanwa naFaro uye akakubvunzai achiti, ‘Basa renyu ndereiko?’ See the chapter |