Genesi 46:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Basa rehama dzangu idzodzo nderokupfuwa zvipfuwo. Zvino vauya nemombe nezvimwe zvipfuwo zvavo nezvose zvavaiva nazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 ʋarume aʋa ʋafudzi, nokuti ʋaipfuwa ɀipfuwo; ʋaʋuya namakwai aʋo, neŋombe dzaʋo, neɀose ɀaʋanaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 varume ava vafudzi, nokuti vaipfuwa zvipfuwo; vauya namakwai avo, nemombe dzavo, nezvose zvavanazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Basa rehama dzangu idzodzo nderokupfuwa zvipfuwo. Zvino vauya nemombe nezvimwe zvipfuwo zvavo nezvose zvavaiva nazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Basa rehama dzangu idzodzo nderokupfuwa zvipfuwo. Zvino vauya nemombe nezvimwe zvipfuwo zvavo nezvose zvavaiva nazvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vanhu ava vafudzi; vanochengeta zvipfuwo, uye vauya namakwai avo nemombe dzavo nezvose zvavanazvo.’ See the chapter |