Genesi 46:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Israeri akati kunaJosefa: Ɀino ŋgandicifa haŋgu, nokuti ndaʋona ciso cako, kuti uciri mupenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Isiraeri akati kuna Josefa, “Zvino ngandichifa hangu, nokuti ndaona chiso chako, kuti uchiri mupenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Israeri akati kuna Josefa, “Zvino ndagadzirira kufa, sezvo ndazvionera pachangu kuti uchiri mupenyu.” See the chapter |