Genesi 46:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vanakomana vaJosefi vakaberekerwa kuIjipiti vaviri. Saka vanhu vose vemba yaJakobho vakatanga kugara muIjipiti vaiva makumi manomwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋanakomana ʋaJosefa ʋaakaŋga aɓerekerwa Egipita ʋaiʋa ʋanhu ʋaʋiri; ʋose ʋeimba yaJakobo, ʋakaʋuya Egipita, ʋaiʋa ʋanhu ʋanamakumi manomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Vanakomana vaJosefa vaakanga aberekerwa Ijipiti vaiva vanhu vaviri; vose veimba yaJakobho vakauya Ijipiti, vaiva vanhu vana makumi manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vanakomana vaJosefi vakaberekerwa kuIjipiti vaviri. Saka vanhu vose vemba yaJakobho vakatanga kugara muIjipiti vaiva makumi manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Vanakomana vaJosefi vakaberekerwa kuIjipiti vaviri. Saka vanhu vose vemba yaJakobho vakatanga kugara muIjipiti vaiva makumi manomwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Pamwe chete navanakomana vaviri vakaberekerwa Josefa muIjipiti, vose vemhuri yaJakobho, avo vakaenda kuIjipiti, vakanga vari makumi manomwe pamwe chete. See the chapter |