Genesi 46:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ndiʋo ʋanakomana ʋaRakeri, ʋakaɓerekerwa Jakobo; ʋose ʋaiʋa ʋanegumi naʋanna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Ndivo vanakomana vaRakeri, vakaberekerwa Jakobho; vose vaiva vane gumi navana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ava ndivo vakanga vari vanakomana vaRakeri vakanga vaberekerwa Jakobho, gumi navana pamwe chete. See the chapter |