Genesi 46:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Josefi ava munyika yeIjipiti akabereka Manase naEfuremu. Amai vavo ndiAsinati mwana waPotifera mupristi aigara muguta reOni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Josefa akaɓerekerwa Manase naEfraimi panyika yeEgipita, ndiʋo ʋaakaɓerekerwa naAsenati, mukunda waPotifera, muprista weOni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Josefa akaberekerwa Manase naEfuremu panyika yeIjipiti, ndivo vaakaberekerwa naAsenati, mukunda waPotifari, mupristi weOni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Josefi ava munyika yeIjipiti akabereka Manase naEfuremu. Amai vavo ndiAsinati mwana waPotifera mupristi aigara muguta reOni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Josefi ava munyika yeIjipiti akabereka Manase naEfuremu. Amai vavo ndiAsinati mwana waPotifera mupristi aigara muguta reOni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 MuIjipiti, Manase naEfuremu vakaberekerwa Josefa naAsenati mwanasikana waPotifera, muprista waOni. See the chapter |