Genesi 46:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ivava ndivo vanakomana vaRea vaakaberekera Jakobho achiri kuMesopotamia. Rea akaberekawo mwanasikana ainzi Dhina. Vana vaRea navazukuru vake vaiva makumi matatu navatatu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ndiʋo ʋanakomana ʋaRea, ʋaakaɓerekera Jakobo paPadani‐arami, nomukunda wake Dina; ʋanakomana ʋake naʋakunda ʋake ʋose ʋaiʋa ʋanhu ʋanamakumi matatu naʋatatu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Ndivo vanakomana vaRea, vaakaberekera Jakobho paPadhanaramu, nomukunda wake Dhina; vanakomana vake navakunda vake vose vaiva vanhu vana makumi matatu navatatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ivava ndivo vanakomana vaRea vaakaberekera Jakobho achiri kuMesopotamia. Rea akaberekawo mwanasikana ainzi Dhina. Vana vaRea navazukuru vake vaiva makumi matatu navatatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ivava ndivo vanakomana vaRea vaakaberekera Jakobho achiri kuMesopotamia. Rea akaberekawo mwanasikana ainzi Dhina. Vana vaRea navazukuru vake vaiva makumi matatu navatatu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ava ndivo vanakomana vakaberekerwa Jakobho naRea muPadhani Aramu, kunze kwaDhaina mwanasikana wake. Vanakomana navanasikana vake ava vakanga vari makumi matatu navatatu pamwe chete. See the chapter |