Genesi 46:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Isiraeri akarongedza zvose zvaakanga anazvo ndokupinda munzira. Paakasvika kuBheerishebha akapira chibayiro kuna Mwari waIsaki baba wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Israeri wakabva neɀose ɀaakaŋga anaɀo, akaȿika Beeri‐sheba, akaɓayira Mŋari waɓaɓa ʋake Isaka ɀiɓayiro. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Isiraeri akabva nezvose zvaakanga anazvo, akasvika Bheerishebha, akabayira Mwari wababa vake Isaka zvibayiro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Isiraeri akarongedza zvose zvaakanga anazvo ndokupinda munzira. Paakasvika kuBheerishebha akapira chibayiro kuna Mwari waIsaki baba wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Isiraeri akarongedza zvose zvaakanga anazvo ndokupinda munzira. Paakasvika kuBheerishebha akapira chibayiro kuna Mwari waIsaki baba wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Saka Israeri akasimuka nezvose zvakanga zviri zvake, uye akati asvika kuBheerishebha, akapa zvibayiro kuna Mwari wababa vake Isaka. See the chapter |