Genesi 45:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vakasvikoti, “Josefi achiri mupenyu! Ndiye ari kutonga nyika yose yeIjipiti!” Zvakaomesa Jakobho mate mukanwa nokuti haana kubvuma zvaakataurirwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ʋakaʋaʋudza, ʋakati: Josefa uciri mupenyu; ndiye muɓati wenyika yose yeEgipita. Ipapo mŋoyo waʋo wakati rukutu, nokuti haʋana‐kutenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Vakavaudza, vakati, “Josefa achiri mupenyu; ndiye mubati wenyika yose yeIjipiti.” Ipapo mwoyo wavo wakati rukutu, nokuti havana kutenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vakasvikoti, “Josefi achiri mupenyu! Ndiye ari kutonga nyika yose yeIjipiti!” Zvakaomesa Jakobho mate mukanwa nokuti haana kubvuma zvaakataurirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vakasvikoti, “Josefi achiri mupenyu! Ndiye ari kutonga nyika yose yeIjipiti!” Zvakaomesa Jakobho mate mukanwa nokuti haana kubvuma zvaakataurirwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Uye vakati kwavari, “Josefa mupenyu! Uye ndiye mutongi weIjipiti yose.” Jakobho akati rukutu; haana kuvatenda. See the chapter |