Genesi 45:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo ʋakabva Egipita, ʋakakwira, ʋakandoȿika kunyika yeKanani kunaJakobo, ɓaɓa ʋaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo vakabva Ijipiti, vakakwira, vakandosvika kunyika yeKenani kuna Jakobho, baba vavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Saka vakabuda muIjipiti uye vakaenda vakandosvika kuna baba vavo Jakobho kunyika yeKenani. See the chapter |