Genesi 45:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino akatendera ʋana ʋaɓaɓa ʋake kuenda, ʋakabva; akati kwaʋari: Cenjerai, musatukana munzira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino akatendera vana vababa vake kuenda, vakabva; akati kwavari, “Chenjerai, musatukana munzira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo akaendesa hama dzake uye pavakanga voenda akati kwavari, “Musakakavadzana munzira!” See the chapter |