Genesi 45:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 mundotora baba venyu nemhuri dzenyu muuye kuno kwandiri ndichakupai pokugara pakanakisisa muno muIjipiti, mugowana zvokudya mugere zvakanaka.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 mundotora ɓaɓa ʋenyu naʋedzimba dzenyu muʋuye kwandiri; ndicakupai ɀinhu ɀakaiȿo‐naka ɀenyika yeEgipita, mudye ɀakakora ɀenyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 mundotora baba venyu navedzimba dzenyu muuye kwandiri; ndichakupai zvinhu zvakaisvonaka zvenyika yeIjipiti, mudye zvakakora zvenyika.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 mundotora baba venyu nemhuri dzenyu muuye kuno kwandiri ndichakupai pokugara pakanakisisa muno muIjipiti, mugowana zvokudya mugere zvakanaka.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 mundotora baba venyu nemhuri dzenyu muuye kuno kwandiri ndichakupai pokugara pakanakisisa muno muIjipiti, mugowana zvokudya mugere zvakanaka.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 mundouya nababa venyu uye nemhuri kuno kwandiri. Ndichakupai nyika yakaisvonaka yeIjipiti uye mugofara nezvakakora zvenyika.’ See the chapter |