Genesi 44:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Inga wani mari yatakawana mumiromo yetsapo dzedu takadzoka nayo tichibva kunyika yeKanani. Ko taizoba seiko sirivha kana ndarama mumba matenzi wenyu? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Tarirai, mari yatakawana pamiromo yehomo dzeɗu takadzoka nayo kwamuri ticibva kunyika yeKanani; taigoɓa seiko sirveri kana ndarama mumba mashe wenyu? See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Tarirai, mari yatakawana pamiromo yehomwe dzedu takadzoka nayo kwamuri tichibva kunyika yeKenani; taigoba seiko sirivha kana ndarama mumba mashe wenyu? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Inga wani mari yatakawana mumiromo yetsapo dzedu takadzoka nayo tichibva kunyika yeKanani. Ko taizoba seiko sirivha kana ndarama mumba matenzi wenyu? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Inga wani mari yatakawana mumiromo yetsapo dzedu takadzoka nayo tichibva kunyika yeKanani. Ko taizoba seiko sirivha kana ndarama mumba matenzi wenyu? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Takadzoka kwamuri kubva kunyika yeKenani kunyange nemari yatakawana mumiromo yamasaga edu. Saka taizobireiko sirivha kana goridhe mumba matenzi wenyu? See the chapter |