Genesi 44:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Varume ava vakati, “Ko changamire, ishe wedu anotaurireiko mashoko akadaro? Isu varanda venyu hatingaite chinhu chakadaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakati kwaari: Ko ishe weɗu unotaurirei mashoko akaɗai — Haiȿa, ʋaranda ʋenyu haʋaŋgaiti cinhu cakaɗai. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Vakati kwaari, “Ko ishe wedu anotaurirei mashoko akadai? Haisa, varanda venyu havangaiti chinhu chakadai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Varume ava vakati, “Ko changamire, ishe wedu anotaurireiko mashoko akadaro? Isu varanda venyu hatingaite chinhu chakadaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Varume ava vakati, “Ko changamire, ishe wedu anotaurireiko mashoko akadaro? Isu varanda venyu hatingaite chinhu chakadaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi ivo vakati kwaari, “Seiko ishe wangu achitaura zvinhu zvakadai? Ngazvive kure navaranda venyu kuti vaite chinhu chakadaro! See the chapter |