Genesi 44:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo makatitaurira isu varanda venyu kuti, ‘Kana munun'una wenyu wokupedzesera asina kuuya nemi, handidi kana kukuonai pano pandiri.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino makati kuʋaranda ʋenyu: Kana munuŋuna wenyu worugotwe asiŋgaɓuruki nemi, hamuŋgaʋoni ɀe ciso caŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Zvino makati kuvaranda venyu, ‘Kana mun'una wenyu worugotwe asingaburuki nemi, hamungaonizve chiso changu.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo makatitaurira isu varanda venyu kuti, ‘Kana munun'una wenyu wokupedzesera asina kuuya nemi, handidi kana kukuonai pano pandiri.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo makatitaurira isu varanda venyu kuti, ‘Kana munun'una wenyu wokupedzesera asina kuuya nemi, handidi kana kukuonai pano pandiri.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi imi makati kuvaranda venyu, ‘Kunze kwokunge mauya nomununʼuna wenyu gotwe, hamungazooni chiso changu.’ See the chapter |