Online Bible

- Advertisements -

Genesi 44:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Isu ndokuti kwamuri changamire, ‘Tina baba vedu vave harahwa. Tine munun'una wedu akaberekwa baba vedu vatokwegura, asi mukoma wake akafa. Zvino uyu ndiye angosara ari oga mumba mamai vake. Baba vake vanomuda.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Isu tikati kunashe weɗu: Tinaɓaɓa ʋaʋa mutana, ʋanomŋana woʋutana bgaʋo, uciri muɗuku hake; mukoma wake wakafa, iye wakasara ari oga, mŋana wamai ʋake, ɓaɓa ʋake ʋanomuɗa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Isu tikati kuna ishe wedu, ‘Tina baba vavamutana, vanomwana woutana hwavo, achiri muduku hake; mukoma wake akafa, iye akasara ari oga, mwana wamai vake, baba vake vanomuda.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Isu ndokuti kwamuri changamire, ‘Tina baba vedu vave harahwa. Tine munun'una wedu akaberekwa baba vedu vatokwegura, asi mukoma wake akafa. Zvino uyu ndiye angosara ari oga mumba mamai vake. Baba vake vanomuda.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Isu ndokuti kwamuri changamire, ‘Tina baba vedu vave harahwa. Tine munun'una wedu akaberekwa baba vedu vatokwegura, asi mukoma wake akafa. Zvino uyu ndiye angosara ari oga mumba mamai vake. Baba vake vanomuda.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Uye isu takapindura tikati, ‘Tina baba vava vatana, uye pano mukomana muduku akaberekwa pautana hwavo. Mukoma wake akafa, uye ndiye oga asara mwanakomana wamai vake, uye baba vake vanomuda.’

See the chapter Copy

Genesi 44:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements