Genesi 44:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Josefi akavati, “Ko ndicho chii chamaita ichochi? Ko manga musingazive here kuti munhu akaita seni anogona kuziva zvakavanzika.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Josefa akati kwaʋari: Cinyiko ici camaita — Hamuziʋi kuti munhu wakaita seni unogona kushopera here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Josefa akati kwavari, “Chinyiko ichi chamaita? Hamuzivi kuti munhu akaita seni anogona kushopera here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Josefi akavati, “Ko ndicho chii chamaita ichochi? Ko manga musingazive here kuti munhu akaita seni anogona kuziva zvakavanzika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Josefi akavati, “Ko ndicho chii chamaita ichochi? Ko manga musingazive here kuti munhu akaita seni anogona kuziva zvakavanzika.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Josefa akati kwavari, “Chiiko ichi chamaita? Hamuzivi kuti munhu akaita seni anogona kuziva zvinhu nokuvuka here?” See the chapter |