Online Bible

- Advertisements -

Genesi 43:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ivo vakati, “Murume iyeyo akatibvunzisisa kwazvo nezvedu nezvehama dzedu achiti, ‘Baba venyu vapenyu here? Mune mumwe munun'una here? Isu taingopindura zvatainge tabvunzwa chete. Ko taigoziva seiko kuti achazotiti uyai nomunun'una wenyu.’ ”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Iʋo ʋakati: Murume uya wakatibvunzisisa pamsoro peɗu, napamsoro pehama dzeɗu, akati: Ƃaɓa ʋenyu ʋapenyu here — Munomunuŋuna here — Tikamupindura namashoko awa; taigoziʋa here kuti ucati: Ƃurukai nomunuŋuna wenyu?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Ivo vakati, “Murume uya akatibvunzisisa pamusoro pedu, napamusoro pehama dzedu, akati, ‘Baba venyu vapenyu here? Mune mun'una here?’ ” Tikamupindura namashoko aya; taigoziva here kuti achati, “Burukai nomun'una wenyu?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ivo vakati, “Murume iyeyo akatibvunzisisa kwazvo nezvedu nezvehama dzedu achiti, ‘Baba venyu vapenyu here? Mune mumwe munun'una here? Isu taingopindura zvatainge tabvunzwa chete. Ko taigoziva seiko kuti achazotiti uyai nomunun'una wenyu.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ivo vakapindura vakati, “Murume uyu akatibvunzisisa kwazvo nezvedu uye nezvemhuri yedu. Akati, ‘Baba venyu vachiri vapenyu here? Muno mumwe mununʼuna here?’ Takangopindura mubvunzo wake zvakanaka. Ko, taiziva sei kuti aizoti, ‘Uyai nomununʼuna wenyu kuno?’ ”

See the chapter Copy

Genesi 43:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements