Genesi 43:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Iye Isiraeri ndokuti, “Makaitireiko zvakaipa zvikadai? Makanga muchamuudzireiko kuti mune munun'una?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Israeri akati: Makandiitireiko ɀakaipa ɀakaɗai, ɀamakaʋudza murume uya kuti munomunuŋuna? See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Isiraeri akati, “Makandiitireiko zvakaipa zvakadai, zvamakaudza murume uya kuti munomun'una?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Iye Isiraeri ndokuti, “Makaitireiko zvakaipa zvikadai? Makanga muchamuudzireiko kuti mune munun'una?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Iye Isiraeri ndokuti, “Makaitireiko zvakaipa zvikadai? Makanga muchamuudzireiko kuti mune munun'una?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Israeri akabvunza akati, “Seiko makauyisa dambudziko iri pamusoro pangu zvamakaudza murume uyu kuti muno mumwe mununʼuna?” See the chapter |