Genesi 43:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Josefi akavabvunza zvokumusha kwavo achiti, “Ko baba venyu vaya vamakati vakwegura vakadii zvavo? Vachiri vapenyu here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Iye akaʋabvunza mufaro waʋo, akati: Ƃaɓa ʋenyu ʋakafara here, uya mutana wamaireʋa — Ʋaciri ʋapenyu here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Iye akavabvunza mufaro wavo, akati, “Baba venyu vakafara here, uya mutana wamaireva? Vachiri vapenyu here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Josefi akavabvunza zvokumusha kwavo achiti, “Ko baba venyu vaya vamakati vakwegura vakadii zvavo? Vachiri vapenyu here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Josefi akavabvunza zvokumusha kwavo achiti, “Ko baba venyu vaya vamakati vakwegura vakadii zvavo? Vachiri vapenyu here?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Akavabvunza mufaro, uye akati, “Vakadii baba venyu, mutana, vamakandiudza nezvavo? Vachiri vapenyu here?” See the chapter |