Genesi 43:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mutariri uyu ndokuti, “Regai zvenyu kutambudzika. Musatye zvenyu. Mwari wenyu, iye Mwari wababa wenyu, ndiye chete akakuisirai mari mutsapo dzenyu. Mari yenyu ndini ndakanga ndaigamuchira.” Ipapo akabva avaunzira Simeoni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Iye akati: Farai henyu, musatya; Mŋari wenyu, Mŋari waɓaɓa ʋenyu, wakakupai fuma muhomo dzenyu; mari yenyu yakaȿika kwandiri. Akaʋaɓuɗisira Simeoni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Iye akati, “Farai henyu, musatya; Mwari wenyu, Mwari wababa venyu, akakupai pfuma muhomwe dzenyu; mari yenyu yakasvika kwandiri.” Akavabudisira Simeoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mutariri uyu ndokuti, “Regai zvenyu kutambudzika. Musatye zvenyu. Mwari wenyu, iye Mwari wababa wenyu, ndiye chete akakuisirai mari mutsapo dzenyu. Mari yenyu ndini ndakanga ndaigamuchira.” Ipapo akabva avaunzira Simeoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mutariri uyu ndokuti, “Regai zvenyu kutambudzika. Musatye zvenyu. Mwari wenyu, iye Mwari wababa wenyu, ndiye chete akakuisirai mari mutsapo dzenyu. Mari yenyu ndini ndakanga ndaigamuchira.” Ipapo akabva avaunzira Simeoni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Iye akati, “Zvakanakai. Musatya henyu Mwari wenyu, iye Mwari wababa venyu, ndiye akakupai pfuma mumasaga enyu, ini ndakagamuchira mari yenyu.” Ipapo akabudisa Simeoni akamuuyisa kwavari. See the chapter |