Genesi 43:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vakati, “Tapota changamire, takambouya kuno kuzotenga zvokudya See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋakati: Haiwa, ishe weɗu, ɀirokwaɀo paŋguʋa yokutaŋga takaɓuruka kuzoteŋga ɀokudya; See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 vakati, “Haiwa, ishe wedu, zvirokwazvo panguva yokutanga takaburuka kuzotenga zvokudya; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vakati, “Tapota changamire, takambouya kuno kuzotenga zvokudya See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vakati, “Tapota changamire, takambouya kuno kuzotenga zvokudya See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vakati kwaari, “Tapota ishe, takauya kuno panguva yokutanga kuti tizotenga zvokudya. See the chapter |