Genesi 43:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kuzoti zvokudya zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti zvapera, baba vavo vakati kwavari, “Endaizve mundotitengera twokudya.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino ʋakati ʋapedza ɀiyo, ɀaʋakaŋga ʋabva naɀo Egipita, ɓaɓa ʋaʋo ʋakati kwaʋari: Dzokai, endai ɀe mutiteŋgere ɀokudya ɀishoma. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino vakati vapedza zviyo, zvavakanga vabva nazvo Ijipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokai, endaizve mutitengere zvokudya zvishoma.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kuzoti zvokudya zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti zvapera, baba vavo vakati kwavari, “Endaizve mundotitengera twokudya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kuzoti zvokudya zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti zvapera, baba vavo vakati kwavari, “Endaizve mundotitengera twokudya.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Saka vakati vadya zviyo zvose zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokerai mundotitengera zvimwe zvokudya.” See the chapter |