Genesi 43:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mutariri uyu akaita zvaakaudzwa naJosefi, ndokuenda navo kumba kwaJosefi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Murume uyo akaita seɀaakaʋudzwa naJosefa; murume uyo akaisa ʋarume aʋo mumba maJosefa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Murume uyo akaita sezvaakaudzwa naJosefa; murume uyo akaisa varume avo mumba maJosefa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mutariri uyu akaita zvaakaudzwa naJosefi, ndokuenda navo kumba kwaJosefi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mutariri uyu akaita zvaakaudzwa naJosefi, ndokuenda navo kumba kwaJosefi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Varume vakaita sezvavakanga vaudzwa naJosefa vakabva vatora varume vaya vakaenda navo kumba kwaJosefa. See the chapter |