Genesi 43:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kuzoti Josefi aona vaina Bhenjamini, akaudza mutariri wezvemba yake achiti, “Enda navarume ava kumba kwangu undobaya chipfuwo ugadzire zvokudya. Varume ava vachadya neni masikati ano.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Josefa wakati aciʋona Benjamini anaʋo, akati kumutariri weimba yake: Ʋuya naʋarume mumba, uɓaye, ugadzire; nokuti ʋarume aʋa ʋacadya neni masikati. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Josefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kumutariri weimba yake, “Uya navarume mumba, ubaye, ugadzire; nokuti varume ava vachadya neni masikati.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kuzoti Josefi aona vaina Bhenjamini, akaudza mutariri wezvemba yake achiti, “Enda navarume ava kumba kwangu undobaya chipfuwo ugadzire zvokudya. Varume ava vachadya neni masikati ano.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kuzoti Josefi aona vaina Bhenjamini, akaudza mutariri wezvemba yake achiti, “Enda navarume ava kumba kwangu undobaya chipfuwo ugadzire zvokudya. Varume ava vachadya neni masikati ano.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Josefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kuvatariri veimba yake, “Torai varume ava muende navo kumba kwangu, muuraye chipfuwo mugogadzira zvokudya; vanofanira kudya neni masikati ano.” See the chapter |