Genesi 43:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Varume ava vakatora chipo ichi nemari yakapetwa kaviri kuwanda, pamwe chete naBhenjamini, vakasimuka vakaenda kuIjipiti kwavakasvika vakaonana naJosefi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋarume ʋakatora cipo ico, ʋakaɓata mumaʋoko aʋo mari yakapamhidzwa kaʋiri, naBenjamini, ʋakasimuka, ʋakaɓurukira Egipita, ʋakandomira pamberi paJosefa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Zvino varume vakatora chipo ichocho, vakabata mumaoko avo mari yakapamhidzwa kaviri, naBhenjamini, vakasimuka, vakaburukira Ijipiti, vakandomira pamberi paJosefa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Varume ava vakatora chipo ichi nemari yakapetwa kaviri kuwanda, pamwe chete naBhenjamini, vakasimuka vakaenda kuIjipiti kwavakasvika vakaonana naJosefi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Varume ava vakatora chipo ichi nemari yakapetwa kaviri kuwanda, pamwe chete naBhenjamini, vakasimuka vakaenda kuIjipiti kwavakasvika vakaonana naJosefi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Saka varume vakatora zvipo nemari yakapetwa kaviri, naBhenjaminiwo. Vakakurumidza kuburuka kuIjipiti vakandozviratidza kuna Josefa. See the chapter |