Genesi 43:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Takurai mari yakapetwa kaviri kuwanda. Dzokeraiko nemari yamakadzorerwa iya yakaiswa pamuromo wetsapo dzenyu, zvimwe vangadaro vakakanganisa, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 mutore mari yakapamhidzwa kaʋiri mumaʋoko enyu, neiya mari yakaŋga yadzoserwa mumiromo yehomo dzenyu, muende makaiɓata mumaʋoko enyu; ɀimŋe ʋakakaŋganisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 mutore mari yakapamhidzwa kaviri mumaoko enyu, neiya mari yakanga yadzoserwa mumiromo yehomwe dzenyu, muende makaibata mumaoko enyu; zvimwe vakakanganisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Takurai mari yakapetwa kaviri kuwanda. Dzokeraiko nemari yamakadzorerwa iya yakaiswa pamuromo wetsapo dzenyu, zvimwe vangadaro vakakanganisa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Takurai mari yakapetwa kaviri kuwanda. Dzokeraiko nemari yamakadzorerwa iya yakaiswa pamuromo wetsapo dzenyu, zvimwe vangadaro vakakanganisa, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Mutakure mari yakapetwa kaviri, nokuti munofanira kudzorera mari yakanga yadzoserwa pamiromo yamasaga enyu. Zvichida kwaiva kukanganisa. See the chapter |