Genesi 43:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti ɗai tisina‐kunonoka, ɀirokwaɀo, tiŋgaɗai tadzoka ɀino rwecipiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti dai tisina kunonoka, zvirokwazvo, tingadai tadzoka zvino rwechipiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Izvozvi dai tisina kunonoka, tingadai takatoenda uye takatodzoka kaviri kwose.” See the chapter |