Online Bible

- Advertisements -

Genesi 42:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Josefi akayeuka hope dziye dzaakarota dzaitaura nezvavo ndokuti, “Muri vasorika imi, mauya kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo Josefa akaraŋgarira kurota kwake kwaakaɗeya kurota pamsoro paʋo, akati kwaʋari: Muri ʋashori, maʋuya kuzoʋona kuti nyika yakashama papi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo Josefa akarangarira kurota kwake kwaakadeya kurota pamusoro pavo, akati kwavari, “Muri vashori, mauya kuzoona kuti nyika yakashama papi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Josefi akayeuka hope dziye dzaakarota dzaitaura nezvavo ndokuti, “Muri vasorika imi, mauya kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Josefi akayeuka hope dziye dzaakarota dzaitaura nezvavo ndokuti, “Muri vasorika imi, mauya kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ipapo akarangarira kurota kwake pamusoro pavo akati kwavari, “Muri vasori imi. Mauya kuzoona nyika yedu paisina kudzivirirwa.”

See the chapter Copy

Genesi 42:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements