Genesi 42:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini munun'una waJosefi pamwechete navo, aiti zvimwe angawane chinomuwana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi Benjamini, munuŋuna waJosefa, Jakobo haana‐kumutuma naʋakoma ʋake; nokuti wakati: Ɀimŋe uŋgawirwa nenjodzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Asi Bhenjamini, mun'una waJosefa, Jakobho haana kumutuma navakoma vake; nokuti akati, “Zvimwe angawirwa nenjodzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini munun'una waJosefi pamwechete navo, aiti zvimwe angawane chinomuwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini munun'una waJosefi pamwechete navo, aiti zvimwe angawane chinomuwana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini, mununʼuna waJosefa, pamwe chete navamwe, nokuti akanga achitya kuti zvakaipa zvaizomuwira. See the chapter |