Online Bible

- Advertisements -

Genesi 42:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Asi Jakobho akati, “Mwana wangu haamboenda nemi. Mukoma wake akafa. Ndiye oga angosara. Dzimwe nguva angawane chinomuwana munzira. Kana mukadaro muchaita kuti ini ndachena musoro kudai ndisvike pakufa ndiine shungu mumwoyo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ʋakati: Mŋanakomana waŋgu haaŋgaɓuruki nemi, nokuti mukoma wake wafa, iye wasiyiwa ari oga; kana akawirwa nenjodzi parwendo rwamunofamba, mucaɓurusira vudzi raŋgu jena kubgiro nokucema.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Vakati, “Mwanakomana wangu haangaburuki nemi, nokuti mukoma wake wafa, iye asiyiwa ari oga; kana akawirwa nenjodzi parwendo rwamunofamba, muchaburutsira vhudzi rangu jena kuhwiro nokuchema.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Asi Jakobho akati, “Mwana wangu haamboenda nemi. Mukoma wake akafa. Ndiye oga angosara. Dzimwe nguva angawane chinomuwana munzira. Kana mukadaro muchaita kuti ini ndachena musoro kudai ndisvike pakufa ndiine shungu mumwoyo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Asi Jakobho akati, “Mwana wangu haamboenda nemi. Mukoma wake akafa. Ndiye oga angosara. Dzimwe nguva angawane chinomuwana munzira. Kana mukadaro muchaita kuti ini ndachena musoro kudai ndisvike pakufa ndiine shungu mumwoyo.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Asi Jakobho akati, “Mwanakomana wangu haangaburuki nemi kuti aende ikoko; mukoma wake akafa uye ndiye chete asara. Kana zvakaipa zvikamuwira parwendo rwamuri kufamba, muchaburutsira musoro wangu wachena muguva mukusuwa.”

See the chapter Copy

Genesi 42:38

Follow us:

Advertisements

Advertisements