Online Bible

- Advertisements -

Genesi 42:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Rubheni akapindura baba vake achiti, “Kana ndikasadzoka naBhenjamini, urayai zvenyu vana vangu vakomana vari vaviri. Muisei mumaoko angu, ndini ndinodzoka naye kwamuri.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ipapo Rubeni akataura naɓaɓa ʋake, akati: Muŋgaʋuraya henyu ʋanakomana ʋaŋgu ʋaʋiri, kana ndisiŋgadzoki naye kwamuri; cimuisai henyu mumaʋoko aŋgu, ini ndicaʋuya naye ɀe kwamuri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Ipapo Rubheni akataura nababa vake, akati, “Mungauraya henyu vanakomana vangu vaviri, kana ndisingadzoki naye kwamuri; chimuisai henyu mumaoko angu, ini ndichauya nayezve kwamuri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Rubheni akapindura baba vake achiti, “Kana ndikasadzoka naBhenjamini, urayai zvenyu vana vangu vakomana vari vaviri. Muisei mumaoko angu, ndini ndinodzoka naye kwamuri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Rubheni akapindura baba vake achiti, “Kana ndikasadzoka naBhenjamini, urayai zvenyu vana vangu vakomana vari vaviri. Muisei mumaoko angu, ndini ndinodzoka naye kwamuri.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Ipapo Rubheni akati kuna baba vake, “Mungauraya henyu vanakomana vangu vaviri ava kana ndisina kudzoka naye kwamuri. Muisei mumaoko angu, ndichadzoka naye.”

See the chapter Copy

Genesi 42:37

Follow us:

Advertisements

Advertisements