Genesi 42:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ipapo murume iyeyo, changamire wenyika iyoyo akatiti, “Ini ndichaziva kuti muri vanhu vanovimbika kana masiya mumwe wenyu kuno. Imi vamwe mose motora zvenyu mbesanwa muende kundopa mhuri dzenyu dziri munzara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino murume uya, ishe wenyika, akati kwatiri: Heci cinhu candicaziʋa naco kana muri ʋanhu ʋakatendeka; Siyai mumŋe wenyu kwandiri, mutore ɀiyo, mundopa mhuri dzenyu dzinenzara, muende. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Zvino murume uya, ishe wenyika, akati kwatiri, “Hechi chinhu chandichaziva nacho kuti muri vakatendeka, ‘Siyai mumwe wenyu kwandiri, mutore zviyo, mundopa mhuri dzenyu dzine nzara, muende.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ipapo murume iyeyo, changamire wenyika iyoyo akatiti, “Ini ndichaziva kuti muri vanhu vanovimbika kana masiya mumwe wenyu kuno. Imi vamwe mose motora zvenyu mbesanwa muende kundopa mhuri dzenyu dziri munzara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Ipapo murume iyeyo, changamire wenyika iyoyo akatiti, “Ini ndichaziva kuti muri vanhu vanovimbika kana masiya mumwe wenyu kuno. Imi vamwe mose motora zvenyu mbesanwa muende kundopa mhuri dzenyu dziri munzara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Ipapo murume anova ndiye ishe panyika iyo akati kwatiri, ‘Hechi chinhu chichandizivisa kana muri vanhu vakatendeka: Siyai mumwe wenyu neni pano, mugotakura zvokudya zvemhuri dzenyu dziri kuziya muende. See the chapter |