Genesi 42:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Murume watakaona'ku, changamire wenyika iyoyo akatijinyura achititi, tiri vasori vauya kuzoongorora nyika iyoyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 ʋakati: Murume uya, ishe wenyika iyo, wakataura nesu nehasha, akati, tiri ʋashori ʋenyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 vakati, “Murume uya, ishe wenyika iyoyo, akataura nesu nehasha, akati, tiri vashori venyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Murume watakaona'ku, changamire wenyika iyoyo akatijinyura achititi, tiri vasori vauya kuzoongorora nyika iyoyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 “Murume watakaona'ku, changamire wenyika iyoyo akatijinyura achititi, tiri vasori vauya kuzoongorora nyika iyoyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Murume anova ndiye ishe pamusoro penyika iyo akataura nesu nehasha uye akatiita sokunge taiva vasori munyika. See the chapter |