Genesi 42:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pavakasvika kuna baba wavo Jakobho kuKanani vakavarondedzera zvose zvakanga zvaitika kwavari vachiti, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋakaȿika kunaɓaɓa ʋaʋo panyika yeKanani, ʋakaʋaʋudza ɀose ɀakaŋga ɀaʋawira; See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Vakasvika kuna baba vavo panyika yeKenani, vakavaudza zvose zvakanga zvavawira; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pavakasvika kuna baba wavo Jakobho kuKanani vakavarondedzera zvose zvakanga zvaitika kwavari vachiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Pavakasvika kuna baba wavo Jakobho kuKanani vakavarondedzera zvose zvakanga zvaitika kwavari vachiti, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Pavakasvika kuna baba vavo Jakobho munyika yeKenani, vakamuudza zvakanga zvaitika kwavari. Vakati, See the chapter |