Genesi 42:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akasuduruka akandosvimha misodzi. Akadzokazve akataura navo, akazotora Simeoni ndokumusunga, vamwe vose vachizviona. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ipapo Josefa akabva kwaʋari, akacema; akadzokera ɀe kwaʋari, akataura naʋo, akatora Simeoni pakati paʋo, akamusuŋga ʋaciɀiʋona. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Ipapo Josefa akabva kwavari, akachema; akadzokerazve kwavari, akataura navo, akatora Simeoni pakati pavo, akamusunga vachizviona. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akasuduruka akandosvimha misodzi. Akadzokazve akataura navo, akazotora Simeoni ndokumusunga, vamwe vose vachizviona. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Josefi akasuduruka akandosvimha misodzi. Akadzokazve akataura navo, akazotora Simeoni ndokumusunga, vamwe vose vachizviona. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Akabva pavari akatanga kuchema, asi pakarepo akadzoka kwavari akatauriranazve navo. Akaita kuti Simeoni atorwe kubva pakati pavo uye kuti asungwe vakatarisa. See the chapter |