Online Bible

- Advertisements -

Genesi 42:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kuzoti mazuva matatu apera Josefi akati, “Ini ndinotya Mwari. Kana muchida kurarama chiitai zvandichareva.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Josefa akati kwaʋari nezuʋa retatu: Itai cinhu ici, mupone; ini ndinotya Mŋari;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Josefa akati kwavari nezuva retatu, “Itai chinhu ichi, mupone; ini ndinotya Mwari;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kuzoti mazuva matatu apera Josefi akati, “Ini ndinotya Mwari. Kana muchida kurarama chiitai zvandichareva.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Kuzoti mazuva matatu apera Josefi akati, “Ini ndinotya Mwari. Kana muchida kurarama chiitai zvandichareva.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Pazuva rechitatu, Josefa akati kwavari, “Itai izvi kuti mugorarama, nokuti ndinotya Mwari.

See the chapter Copy

Genesi 42:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements