Genesi 42:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Josefi akati, “Aiwa, chamavinga imi kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 iye akati kwaʋari: Kwete, maʋuya kuzoʋona nyika kuti yakashama papi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 iye akati kwavari, “Kwete, mauya kuzoona nyika kuti yakashama papi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Josefi akati, “Aiwa, chamavinga imi kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Josefi akati, “Aiwa, chamavinga imi kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Iye akati kwavari, “Kwete, mauya kuzoona nyika yedu paisina kudzivirirwa.” See the chapter |