Online Bible

- Advertisements -

Genesi 42:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Tose tiri vana vomunhu mumwechete. Tiri vanhu vakavimbika. Isu varanda venyu hatisiri vasori kwete.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Tiri ʋanakomana ʋomunhu mumŋe cete tose; tiri ʋanhu ʋakatendeka, ʋaranda ʋenyu haʋazi ʋashori;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Tiri vanakomana vomunhu mumwe chete tose; tiri vanhu vakatendeka, varanda venyu havazi vashori”;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Tose tiri vana vomunhu mumwechete. Tiri vanhu vakavimbika. Isu varanda venyu hatisiri vasori kwete.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Tose tiri vana vomunhu mumwechete. Tiri vanhu vakavimbika. Isu varanda venyu hatisiri vasori kwete.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Isu tose tiri vanakomana vomunhu mumwe. Varanda venyu vakatendeka, havasi vasori.”

See the chapter Copy

Genesi 42:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements