Genesi 41:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Makore enzara asati asvika, Josefi akaita vana vakomana vaviri, vaakaberekerwa naAsenati mwana waPotifera mupristi wokuOni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ɀino gore renzara risati raȿika, Josefa wakaɓerekerwa ʋanakomana ʋaʋiri, ʋaakaɓerekerwa naAsenati, mukunda waPotifera, muprista weOni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200250 Zvino gore renzara risati rasvika, Josefa akaberekerwa vanakomana vaviri, vaakaberekerwa naAsenati, mukunda waPotifari, mupristi weOni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Makore enzara asati asvika, Josefi akaita vana vakomana vaviri, vaakaberekerwa naAsenati mwana waPotifera mupristi wokuOni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona50 Makore enzara asati asvika, Josefi akaita vana vakomana vaviri, vaakaberekerwa naAsenati mwana waPotifera mupristi wokuOni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Makore enzara asati asvika, Josefa akanga aberekerwa vanakomana vaviri naAsenati mwanasikana waPotifera, muprista waOni. See the chapter |