Online Bible

- Advertisements -

Genesi 41:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Mambo akati Josefi akwire mungoro yechipiri youmambo. Mberi kwake kukagotungamidzwa vaidaidzira vachiti, “Gwadamai muchimuremekedza.” Ndiko kugadzwa kwakaitwa Josefi kuti atonge nyika yose yeIjipiti.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 akamufambisa neŋgoro yecipiri yaakaŋga anayo; ʋakaɗanidzira pamberi pake, ʋaciti: Fugamai! Akamuita muɓati wenyika yose yeEgipita.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

43 akamufambisa nengoro yechipiri yaakanga anayo; vakadanidzira pamberi pake, vachiti, “Pfugamai!” Akamuita mubati wenyika yose yeIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Mambo akati Josefi akwire mungoro yechipiri youmambo. Mberi kwake kukagotungamidzwa vaidaidzira vachiti, “Gwadamai muchimuremekedza.” Ndiko kugadzwa kwakaitwa Josefi kuti atonge nyika yose yeIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Mambo akati Josefi akwire mungoro yechipiri youmambo. Mberi kwake kukagotungamidzwa vaidaidzira vachiti, “Gwadamai muchimuremekedza.” Ndiko kugadzwa kwakaitwa Josefi kuti atonge nyika yose yeIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Akamuita kuti akwire pangoro yake ari wechipiri pakutungamirira, uye vanhu vakadanidzira pamberi pake vachiti, “Dziurai nzira!” Nokudaro akamuita mutariri weIjipiti yose.

See the chapter Copy

Genesi 41:43

Follow us:

Advertisements

Advertisements