Online Bible

- Advertisements -

Genesi 41:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Farao akatiwo, kuna Josefi, “Mwari zvaadai kukuratidza izvozvo zvose, hapana munhu mumwe akangwara sewe angazive kunyatsoronga zvokuita.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Farao akati kunaJosefa: Mŋari ɀaakakuratidza iɀoɀo ɀose, hapanomunhu wakaŋgwara, wakacenjera sewe;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Farao akati kuna Josefa, “Mwari zvaakakuratidza izvozvo zvose, hapana munhu akangwara, akachenjera sewe;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Farao akatiwo, kuna Josefi, “Mwari zvaadai kukuratidza izvozvo zvose, hapana munhu mumwe akangwara sewe angazive kunyatsoronga zvokuita.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Farao akatiwo, kuna Josefi, “Mwari zvaadai kukuratidza izvozvo zvose, hapana munhu mumwe akangwara sewe angazive kunyatsoronga zvokuita.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Ipapo Faro akati kuna Josefa, “Sezvo Mwari aita kuti izvi zvose zvizivikanwe newe, hakuna munhu anoziva uye akachenjera sewe.

See the chapter Copy

Genesi 41:39

Follow us:

Advertisements

Advertisements