Genesi 41:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Makore emaguta achakanganikwa nokuti nzara yacho ichanyanyisa kuipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 maguta haaŋgazozikanwi munyika nokuɗa kwenzara iyo inozoteʋera, nokuti icanyanya kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 maguta haangazozikanwi munyika nokuda kwenzara iyoyo inozotevera, nokuti ichanyanya kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Makore emaguta achakanganikwa nokuti nzara yacho ichanyanyisa kuipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Makore emaguta achakanganikwa nokuti nzara yacho ichanyanyisa kuipa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Maguta omunyika haachazorangarirwi, nokuti nzara inoatevera ichava huru kwazvo. See the chapter |