Genesi 41:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo Josefi akati kuna Farao, “Changamire, hope dzenyu dziri mbiri dziri kunanga chinhu chimwechete. Mwari akuratidzai imi Farao zvaava kuda kuita. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo Josefa akati kunaFarao: Kurota kwaFarao ndokumŋe; iɀo Mŋari ɀaanoɗa kuita, ndiɀo ɀaakaziʋisa Farao. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo Josefa akati kuna Farao, “Kurota kwaFarao ndokumwe; izvo Mwari zvaanoda kuita, ndizvo zvaakazivisa Farao. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo Josefi akati kuna Farao, “Changamire, hope dzenyu dziri mbiri dziri kunanga chinhu chimwechete. Mwari akuratidzai imi Farao zvaava kuda kuita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ipapo Josefi akati kuna Farao, “Changamire, hope dzenyu dziri mbiri dziri kunanga chinhu chimwechete. Mwari akuratidzai imi Farao zvaava kuda kuita. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ipapo Josefa akati kuna Faro, “Kurota kwaFaro ndokumwe uye kwakafanana. Mwari akaratidza kuna Faro zvinhu zvaava kuda kuita. See the chapter |