Online Bible

- Advertisements -

Genesi 41:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Asi dzakasara dziya padzakadzidya hakuna aigona kuzviona kuti dzadya dzimwe nokuti dzakaramba dzakangoondoroka sapakutanga paya. Pakarepo ndakapepuka.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 dzakat dzadzidya, hadzina‐kutoŋgozikanwa kuti dzadzidya; asi dzakaŋga dzakaŋgoipa sapakutaŋga. Ɀino ndikapepuka.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 dzakati dzadzidya, hadzina kutongozikanwa kuti dzadzidya; asi dzakanga dzakangoipa sapakutanga. Zvino ndikapepuka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Asi dzakasara dziya padzakadzidya hakuna aigona kuzviona kuti dzadya dzimwe nokuti dzakaramba dzakangoondoroka sapakutanga paya. Pakarepo ndakapepuka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Asi dzakasara dziya padzakadzidya hakuna aigona kuzviona kuti dzadya dzimwe nokuti dzakaramba dzakangoondoroka sapakutanga paya. Pakarepo ndakapepuka.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Asi kunyange zvazvo dzakadzidya, hakuna munhu aigona kuona kuti dzakanga dzaita izvozvo; dzaingoratidzika kushata sezvadzakanga dzakaita kare. Ipapo ndakapepuka.

See the chapter Copy

Genesi 41:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements